LYRIC

[Intro]
Gafa kusvika ndafa
Tapinda summertime
KeNako Music
Oskid
Summertime
Na na na na
Na na na na na
Yasvika nguva iya yandofarira

[Verse 1]
Zuva rabuda fanike jasmin abvisa fine
Ndisiyei ndinoda kufara chimwe chikind
Vasiri kuona summer munenge muri blind
Inzwa zvandiri kufunga ndiri ndega mumind
Vasikana vakarova tuhembe tupfupi
Ini segafa ndovabvunza muri kuenda kupi?
Vakomana pana Fourth musazobata
Nekuti vakambobata vari kuChikurubi
Kana summer yapinda nesuwo tapinda
Tuzvimoko turi kubvunza ari kupi machinda?
Ndobva ndati huyai kunoku kune maninja
Ndisu tinozvichinja
[Hook]
Tapinda summertime
Usingazvizive zvatinoita chimbo googler
Summertime
Vasikana vakapfeka hembe dzinopinza mhepo
Iwe woshora
Uchanzwa butter mayellowbone akutosvora
Isu summer hatipotse igoal bhora

[Verse 2]
Dance riri kupisa kunge oven
Huya kuno, often
Prezha tiri kutambira pa open
Life ichi kicker semu China, zhong cheng
Ndabvisa shirt, abortion
Zvimoko zvondi bidder kunge auction
Asi kune tuzvirwere pa location
Ndinotya kuzorwa kunge lotion
Ndinoda kutamba summer ndiri healthy
Ngavangondimbundira totora kaselfie
Nekuti musummer gafa rinodhura fanike Torres paakaenda kuChelsea

[Hook]
Tapinda summertime
Usingazvizive zvatinoita chimbo googler
Summertime
Vasikana vakapfeka hembe dzinopinza mhepo
Iwe woshora
Uchanzwa butter mayellowbone akutosvora
Isu summer hatipotse igoal bhora
[Verse 3]
Summer yega nema drinkisi
Ndakamboisaa zvigodo muma drinkisi
Zuva harina funny saKedha naBhutisi
Magafa taramba zvekutsva tati nikisi
Saka ini ndiri kungofara six to six
Vakunditi two piecer handibve muchipisi
Ndiri kungodhudhudza ma100% juice
Ane maranjisi mamwe ane mapichisi
Vese vakatizwa nezvimoko zvavo
Ndini ndine ma X enyu kunge politics
Ndiko kuti summer uku
Kufara zvisina notice

[Hook]
Tapinda summertime
Usingazvizive zvatinoita chimbo googler
Summertime
Vasikana vakapfeka hembe dzinopinza mhepo
Iwe woshora
Uchanzwa butter mayellowbone akutosvora
Isu summer hatipotse igoal bhora

Added by

admin

SHARE

About "Woshora"

?

Woshora Track info

Video